Vatongi 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akamutora akamupinza mumba make uye akapa mbongoro dzake zvokudya. Vakati vashamba tsoka dzavo, vakadya zvokudya uye vakanwa.

Vatongi 19

Vatongi 19:18-28