Vatongi 18:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaramba vachishandisa zvifananidzo zvakaitwa naMika, nguva dzose imba yaMwari payakanga iri muShiro.

Vatongi 18

Vatongi 18:22-31