Vatongi 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo Israeri yakanga isina mambo. Zvino mumwe muRevhi akanga achigara munyika iri kure yezvikomo yeEfuremu akatora murongo aibva kuBheterehema muJudha.

Vatongi 19

Vatongi 19:1-6