Vatongi 18:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ikoko vaDhani vakazvimisira chifananidzo, uye Jonatani mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waMozisi, uye vanakomana vake vakava vaprista vorudzi rwaDhani kusvikira panguva youtapwa hwenyika.

Vatongi 18

Vatongi 18:24-31