Vatongi 16:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakati vamuona, vakarumbidza mwari wavo vachiti, “Mwari wedu aisa muvengi wedu mumaoko edu, iye akaparadza nyika yedu akawanza vakaurayiwa vedu.”

Vatongi 16

Vatongi 16:14-28