Vatongi 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vatongi vavaFiristia vakaungana kuti vabayire chibayiro chikuru kuna Dhagoni mwari wavo uye kuti vapemberere vachiti, “Mwari wedu aisa Samusoni, muvengi wedu, mumaoko edu.”

Vatongi 16

Vatongi 16:18-25