Vatongi 16:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vari pakufara kukuru, vakadanidzira vachiti, “Budisai Samusoni kuti auye kuzotitandadza.” Saka vakadana Samusoni kuti abude mutorongo, uye akavatambira. Vakati vamumisa pakati pembiru,

Vatongi 16

Vatongi 16:16-28