Vatongi 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rechinomwe, zuva risati radoka, varume vomuguta vakati kwaari,“Chiiko chinotapira souchi?Chiiko chine simba seshumba?”Samusoni akati kwavari,“Dai manga musina kurima netsiru rangu,mungadai musina kugona kududzira chirahwe changu.”

Vatongi 14

Vatongi 14:12-20