Vatongi 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akachema kwamazuva manomwe ose omutambo. Saka akapedzisira amuudza pazuva rechinomwe, nokuti akaramba achingomumanikidza. Iye akabva azotsanangurira vanhu vake chirahwe.

Vatongi 14

Vatongi 14:12-20