Vatongi 14:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake nesimba. Akaburuka akaenda kuAshikeroni, akandouraya varume makumi matatu, akakutunura zvinhu zvavo akapa nguo dzavo kuna avo vakadudzira chirahwe. Akatsamwa kwazvo akaenda kumba kwababa vake.

Vatongi 14

Vatongi 14:15-20