Vatongi 14:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Samusoni akaburuka akaenda kuTimina akandoona ikoko mukadzi muduku wechiFiristia.

2. Akati adzoka, akasvikoti kuna baba namai vake, “Ndaona mukadzi wechiFiristia muTimina; zvino nditorerei iye ave mukadzi wangu.”

Vatongi 14