Vatongi 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati adzoka, akasvikoti kuna baba namai vake, “Ndaona mukadzi wechiFiristia muTimina; zvino nditorerei iye ave mukadzi wangu.”

Vatongi 14

Vatongi 14:1-6