Vatongi 15:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mechinguva, panguva yokukohwa gorosi, Samusoni akatora mbudzana akaenda kundoshanyira mukadzi wake. Iye akati, “Ndinoda kupinda mumba nomukadzi wangu.” Asi baba vomukadzi wake havana kumutendera kupinda.

Vatongi 15

Vatongi 15:1-11