Vatongi 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Baba vomukadzi wake vakati, “Ndakanga ndine chokwadi chaizvo kuti unomuvenga kwazvo zvokuti ndakamupa kushamwari yako. Ko, munun'una wake haana kunaka kukunda iye here? Chimutora iye panzvimbo yake.”

Vatongi 15

Vatongi 15:1-8