Vatongi 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, akarikunda, saka Karebhu akapa mwanasikana wake Akisa kuti awanikwe naye.

Vatongi 1

Vatongi 1:8-22