Vatongi 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Karebhu akati, “Ndichapa mwanasikana wangu Akisa kuti ave mukadzi kumurume acharwisa uye achatapa Kiriati Seferi.”

Vatongi 1

Vatongi 1:8-13