Vatongi 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva akati achisvika kuna Otinieri, akamukurudzira kuti akumbire munda kuna baba vake. Akati aburuka pambongoro yake, Karebhu akamubvunza akati, “Ndingakuitireiko?”

Vatongi 1

Vatongi 1:9-17