Varoma 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti panguva yataitongwa nenyama, kuchiva kwechivi kwakamutswa nomurayiro kwaibata mumiviri yedu, kuti tibereke chibereko chorufu.

Varoma 7

Varoma 7:3-9