Varoma 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka, hama dzangu, nemiwo makafa kumurayiro kubudikidza nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe, kuna iye akamutswa kubva kuvakafa, kuitira kuti tigobereka chibereko kuna Mwari.

Varoma 7

Varoma 7:1-5