Varoma 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka zvino, kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, anonzi chifeve. Asi kana murume achinge afa, asunungurwa kubva pamurayiro, uye haazi chifeve, kunyange zvake akawanikwa nomumwe murume.

Varoma 7

Varoma 7:1-4