Varoma 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Somuenzaniso, mukadzi akawanikwa akasungwa nomurayiro kumurume wake panguva yose iyo murume wake anenge ari mupenyu, asi kana murume wake afa, anosunungurwa kubva pamurayiro wewaniso.

Varoma 7

Varoma 7:1-12