Varoma 7:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi zvino, nokufa kune izvo zvakanga zvakatisunga, takasunungurwa kubva pamurayiro kuitira kuti tishumire nenzira itsva yoMweya, uye kwete nenzira yakanyorwa yekare.

Varoma 7

Varoma 7:1-12