Varoma 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndiyewo baba wavakadzingiswa, avo vasina kudzingiswa bedzi, asi vanofambawo mumakwara okutenda kwakanga kuna baba vedu Abhurahama vasati vadzingiswa.

Varoma 4

Varoma 4:4-13