Varoma 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akagamuchira chiratidzo chokudzingiswa, sechisimbiso chokururama kwaakawana nokutenda asati adzingiswa. Saka naizvozvo ndiye baba wavose vanotenda, asi vasina kudzingiswa, kuitira kuti kururama kugopiwa kwavari.

Varoma 4

Varoma 4:3-14