Varoma 4:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Abhurahama nezvizvarwa zvake haana kupiwa chipikirwa chokuti achava mugari wenhaka yenyika, kubudikidza nomurayiro, asi kubudikidza nokururama kunobva pakutenda.

Varoma 4

Varoma 4:6-19