Varoma 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kunyange Kristu haana kuzvifadza asi, sezvazvakanyorwa zvichinzi, “Kutuka kwaavo vakakutuka kwakawira pamusoro pangu.”

Varoma 15

Varoma 15:1-9