Varoma 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti zvose zvakanyorwa kare zvakanyorerwa kuti zvidzidzise isu, kuitira kuti, kubudikidza nokutsungirira nokukurudzira kwamagwaro, tive netariro.

Varoma 15

Varoma 15:1-14