Vahebheru 10:3-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

3. Nokuti vanonamata vangadai vakanatswa kamwe chete zvikapera, uye vangadai vasina kuzonzwazve mhosva yezvivi zvavo gore roga roga,

4. nokuti hazvigoni kuti ropa renzombe nerembudzi ribvise zvivi.

5. Naizvozvo Kristu, paakauya munyika muno, akati:“Chibayiro nechipo hamuna kuzvifarira,asi muviri wamakandigadzirira;

6. zvibayiro zvinopiswa nezvibayiro zvezvivihamuna kufadzwa nazvo.

Vahebheru 10