Vahebheru 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Kristu, paakauya munyika muno, akati:“Chibayiro nechipo hamuna kuzvifarira,asi muviri wamakandigadzirira;

Vahebheru 10

Vahebheru 10:4-12