Vahebheru 9:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.

Vahebheru 9

Vahebheru 9:19-28