Vagaratia 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatidzikinura kuitira kuti kuropafadzwa kwakapiwa Abhurahama kugosvika kuvaHedheni kubudikidza naKristu Jesu, kuitira kuti nokutenda tigogamuchira chipikirwa choMweya.

Vagaratia 3

Vagaratia 3:4-23