Vagaratia 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kristu akatidzikinura kubva pakutukwa kwomurayiro paakava chakatukwa iye nokuda kwedu, nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Vakatukwa vose vanoturikwa pamuti.”

Vagaratia 3

Vagaratia 3:4-17