Vagaratia 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hama dzangu, regai ndipe muenzaniso woupenyu hwamazuva ose. Sezvo pasina munhu angakonesa kana kuwedzera kusungano yakaitwa navanhu kana yakatosimbiswa, zvakadarowo pana izvozvi.

Vagaratia 3

Vagaratia 3:13-24