Rute 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye hama yapedyo, mudzikinuri akati, “Kana zvakadaro handingagoni kuudzikinura nokuti ndingazokanganisa nhaka yanguwo. Chiutenga iwe pachako. Ini handikwanisi kuzviita.”

Rute 4

Rute 4:1-9