Rute 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

(Zvino pamazuva akare muIsraeri, pakutenga nokutsinhana midziyo uye kuti zvisimbiswe, mumwe aibvisa shangu yake oipa kuno mumwe. Iyi ndiyo yaiva nzira yokuita chibvumirano zviri pamutemo muIsraeri.)

Rute 4

Rute 4:5-11