Rute 4:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Bhoazi akati, “Pazuva raunotenga munda uyu kubva kuna Naomi naRute muMoabhu, unotorawo chirikadzi yomushakabvu, kuitira kuti mumutse zita romufi nenhaka yake.”

Rute 4

Rute 4:1-13