Rute 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapindura akati kwaari, “Jehovha akuropafadze, mwanasikana wangu. Tsitsi idzi dzakakura kupinda zvawakaratidza pakutanga. Hauna kumhanyira majaya, hazvinei kuti varombo kana vapfumi.

Rute 3

Rute 3:5-16