Rute 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamubvunza akati, “Ndiwe aniko?”Iye akati, “Ndini murandakadzi wenyu Rute. Tambanudzai nguo yenyu muise pamusoro pangu, sezvo muri hama yapedyo nomudzikinuri.”

Rute 3

Rute 3:2-18