Rute 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvino, mwanasikana wangu, usatya. Ndichakuitira zvose zvawakakumbira. Varume vose vagere neni muguta vanoziva kuti uri mukadzi akatsiga.

Rute 3

Rute 3:6-18