Ruka 9:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange pakanga pachiuya mukomana, dhimoni rakamuwisira pasi rikamubvundisa. Asi akarayira mweya wakaipa, akaporesa mukomana ndokubva amudzosera kuna baba vake.

Ruka 9

Ruka 9:39-43