Ruka 9:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Haiwa rudzi rusingatendi, rwakatsauka, ndichagara nemi kusvikira riniko ndichikuitirai mwoyo murefu? Uyai pano nomwanakomana wenyu.”

Ruka 9

Ruka 9:35-49