Ruka 9:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vose vakashamiswa noukuru hwaMwari.Munhu wose paakanga achakashamiswa nezvose zvakanga zvaitwa naJesu, akati kuvadzidzi vake,

Ruka 9

Ruka 9:42-53