Ruka 8:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dziya dzakawira parukangarahwe, ndivo vaya vanogamuchira shoko nomufaro kana varinzwa, asi havana mudzi. Vanongotenda kwechinguva, asi munguva dzokuedzwa vanowira pasi.

Ruka 8

Ruka 8:7-14