Ruka 8:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mbeu yakawira muminzwa yakamirira vaya vanonzwa asi pakufamba kwavo vanovhungwa nokufunganya kwoupenyu, upfumi namafaro, havazosviki pakubereka zvibereko.

Ruka 8

Ruka 8:8-18