Ruka 8:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dziya dzakawira munzira ndivo vaya vanonzwa, ipapo dhiabhori anouya uye agovatorera shoko pamwoyo yavo, kuitira kuti varege kutenda vagoponeswa.

Ruka 8

Ruka 8:6-14