Ruka 4:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani-ngwanani, Jesu akaenda kunzvimbo yakanyarara ari oga. Vanhu vakanga vachimutsvaka uye vakati vamuwana paakanga ari, vakaedza kumudzivisa kuti asabva kwavari.

Ruka 4

Ruka 4:38-44