Ruka 4:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye akati, “Ndinofanira kuparidza vhangeri roumambo hwaMwari kuna mamwewo maguta, nokuti ndizvo zvandakatumirwa.”

Ruka 4

Ruka 4:33-44