Ruka 4:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro paizvozvo, madhimoni akabuda muvanhu vazhinji, achidanidzira achiti, “Ndiwe mwanakomana waMwari!” Asi iye akaatsiura akasaatendera kuti ataure, nokuti iwo aiziva kuti ndiye Kristu.

Ruka 4

Ruka 4:38-42