Ruka 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye iye zvino uchava chimumumu uye uchatadza kutaura kusvikira pazuva razvichaitika, nokuti hauna kutenda mashoko angu, iwo achaitika nenguva yawo.”

Ruka 1

Ruka 1:19-26