Ruka 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichakadaro, vanhu vakanga vakamirira Zekaria vakashamiswa kuti akanga atora nguva yakareba kudai seiko ari mutemberi.

Ruka 1

Ruka 1:19-31